2 Thessalonians 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti, neŋguʋa yataiʋa kwamuri, takakurairai iɀoɀo, kuti kana munhu aciramba kuɓate‐ɓasa, ŋgaarege kudya ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kunyange pataiva nemi, takakupai murayiro uyu wokuti: “Kana munhu asingashandi, ngaarege kudya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange pataiva tiinemi takakuudzai kuti kana munhu asingadi kushanda ngaarege kudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti, nenguva yataiva kwamuri, takakurayirai izvozvo, kuti, “Kana munhu achiramba kubata basa, ngaarege kudyawo.”
Shona 2009?
Nokuti, nenguva yataiva kwamuri, takakurairai izvozvo, kuti kana munhu achiramba kubate-basa, ngaarege kudya vo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti, nenguva yataiva kwamuri, takakurairai izvozvo, kuti, “Kana munhu achiramba kubata basa, ngaarege kudyawo.”