2 Thessalonians 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kukwazisa kwaŋgu, ini Pauro, noruʋoko rwaŋgu, ndico ciratidzo paŋwadi dzose; ndinonyora kuɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini Pauro, ndanyora kwaziso iyi noruoko rwangu, chinova ndicho chiratidzo mutsamba dzangu dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndini Pauro ndiri kunyora kwaziso iyi noruoko rwangu. Aya ndiwo masainiro andinoita tsamba dzangu dzose ndiwo manyorero andinoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kukwazisa kwangu, ini Pauro, noruoko rwangu, ndicho chiratidzo patsamba dzose; ndinonyora kudai.
Shona 2009?
Ndiko kukwazisa kwangu, ini Pauro, noruvoko rwangu, ndicho chiratidzo pamwadhi dzose; ndinonyora kudai,
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kukwazisa kwangu, ini Pauro, noruoko rwangu, ndicho chiratidzo patsamba dzose; ndinonyora kudai.