2 Thessalonians 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye, kuti tisunuŋgurwe kuʋanhu ʋasakarurama, ʋakaipa; nokuti haʋazi ʋose ʋanotenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye munyengetere kuti tirwirwe kubva pano wakaipa, nokuti havasi vose vanotenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti tinunurwe kuvanhu vakaipa vanyangadzi. Havasi vose vose vane chitendero,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda.
Shona 2009?
vuye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda.
Shona SUB 2002 Bible
uye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda.