2 Thessalonians 3:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinokutendai munaShe, kuti munoita, ʋuye mucaramba muciita, iɀo ɀatinokurairai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinotenda muna She kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatinokurayirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu tine chivimbo muna Tenzi kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatakati muite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinokutendai muna Ishe, kuti munoita, uye mucharamba muchiita, izvo zvatinokurayarai.
Shona 2009?
Tinokutendai munaShe, kuti munoita, uye mucharamba muchiita,izvo zvatinokurairai.
Shona SUB 2002 Bible
Tinokutendai muna Ishe, kuti munoita, uye mucharamba muchiita, izvo zvatinokurayirai.