2 Thessalonians 3:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, hama dzaŋgu, tinokurairai nezita raShe weɗu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imŋe neimŋe isiŋgafambi netsika dzakafanira, isiŋgatereri mirairo yamakapiwa nesu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muzita raIshe Jesu Kristu, tinokurayirai hama, kuti mubve pahama imwe neimwe inoita zvousimbe uye isingararami maererano nedzidziso yamakagamuchira kubva kwatiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino tinokuudzai hama muzita raTenzi Jesu Kristu kuti siyanai nehama inenge iri nyope isingatevedzi magamuchidzanwa amakagamuchira kwatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, hama dzangu, tinokurayirai nezita raIshe wedu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imwe neimwe isingafambi netsika dzakafanira, isingateereri mirayiro yamakapiwa nesu;
Shona 2009?
Zvino, hama dzangu, tinokurairai nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imwe neimwe isingafambi netsika dzakafanira, isingateereri mirairo yamakapiwa nesu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, hama dzangu, tinokurairai nezita raIshe wedu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imwe neimwe isingafambi netsika dzakafanira, isingateereri mirairo yamakapiwa nesu;