2 Thessalonians 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
hakuzi kuti hatinesimba, asi kuti tikutuŋgamirirei, mutiteʋere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takaita izvi, kwete nokuda kwokuti hatina kodzero yokuti tibatsirwe pakadaro, asi kuitira kuti tive muenzaniso kwamuri wokuti mutevere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvirevi kuti isu hatina mvumo yokubatsirwa nemi asi kuti tikupei muenzaniso wokuti mutevedzere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
hakuzi kuti hatine simba, asi kuti tikutungamirirei, mutitevere.
Shona 2009?
hakuzi kuti hatinesimba, asi kuti tikutungamirirei, mutitevere.
Shona SUB 2002 Bible
hakuzi kuti hatine simba, asi kuti tikutungamirirei, mutitevere.