2 Timothy 1:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ico cakanaka, cawakapiwa, uciceŋgete noMŋeya Mutȿene unogara matiri
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chengetedza chakanaka chiri mauri chawakapiwa, chichengetedze uchibatsirwa naMweya Mutsvene anogara matiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chengetedza chokwadi chakaiswa mumaoko ako naMweya Mutsvene anogara matiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Icho chakanaka, chawakapiwa, uchichengete naMweya Mutsvene anogara matiri.
Shona 2009?
Icho chakanaka, chawakapiwa, uchichengete noMweya Mutsvene unogara matiri.
Shona SUB 2002 Bible
Icho chakanaka, chawakapiwa, uchichengete naMweya Mutsvene anogara matiri.