2 Timothy 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe ngaaitire imba yaOnisifero ngoni, nokuti kazhinji anondisimbisa uye haana kunyadziswa nengetani dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu.
Shona 2009?
Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asi nganyadziswi neketani yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu.