2 Timothy 1:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ishe ŋgaamuitire cinhu ici kuti awane ŋgoni kunaShe nezuʋa irero); newe unoziʋa kwaɀo ʋukuru bgokushumira kwake paEfeso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kubva kuna Ishe pazuva iro! Iwe unoziva kwazvo kuti akandibatsira zvikuru sei muEfeso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai Tenzi angomuitira tsiye nyoro dzinobva kuna iye Tenzi Pazuva Iroro. Iwe unonyatsoziva basa rose raakaita kuEfesusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kuna Ishe nezuva irero); newe unoziva kwazvo hukuru hwokushumira kwake paEfeso.
Shona 2009?
(Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kunaShe nezuva irero); newe unoziva kwazvo vukuru bwokushumira kwake paEfeso.
Shona SUB 2002 Bible
(Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kuna Ishe nezuva irero); newe unoziva kwazvo ukuru hwokushumira kwake paEfeso.