2 Timothy 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiciyeʋudzwa kutenda kusiŋganyeŋgeri kuri mauri, kwaimbogara munambuya ʋako, ʋaRoisi, nomunamai ʋako, ʋaJuniki, kwandinoziʋa kwaɀo kuti kunogara ʋo mauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi pakutanga, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichiyeudzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri.
Shona 2009?
ndichiyevudzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara pakutanga muna mbuya vako Roisi, nomuna mai vako, vaJunika kwandinoziva kwazvo kuti kunogaravo mauri.
Shona SUB 2002 Bible
ndichiyeuchidzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri.