2 Timothy 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari haana‐kutipa mŋeya wokutya, asi wesimba, noworuɗo, nowokuɀidzora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi mweya wesimba, noworudo nowokuzvidzora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Mwari haana kutipa mweya woumbwende asi mweya wesimba norudo nowokuzvibata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi wesimba, noworudo, nowokuzvidzora.
Shona 2009?
Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya asi wesimba, noworudo, nowechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi wesimba, noworudo, nowokuzvidzora.