2 Timothy 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo iwe, mŋana waŋgu, iʋa nesimba munyasha dziri munaKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino iwe mwanakomana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo iwe mwanangu chisimba uchibatsirwa nenyasha dzatinowana muna Kristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo iwe, mwana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu.
Shona 2009?
Naizvozvo iwe, mwana wangu, iva nesimba munyasha dziri munaKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo iwe, mwana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu.