2 Timothy 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndinotsuŋgirira paɀinhu ɀose nokuɗa kwaʋakasanaŋgurwa, kuti naiʋo ʋawane kuponeswa kuri munaKristu Jesu, pamŋe cete nokubginya kusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndinotsungirira pazvinhu zvose nokuda kwavasanangurwa, kuti naivowo vawane ruponeso rwuri muna Kristu Jesu, nokubwinya kusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndinotirira zvose pamusana pavasarudzwi kuti naivowo vawane ruponeso rwuri muna Kristu Jesu nembiri yarwo inogara narini narini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndinotsungirira pazvinhu zvose nokuda kwavakasanangurwa, kuti naivo vawane kuponeswa kuri muna Kristu Jesu, pamwechete nokubwinya kusingaperi.
Shona 2009?
Saka ndinotsungirira pazvinhu zvose nokuda kwavakasanangurwa, kuti naivo vawane kuponeswa kuri munaKristu Jesu, pamwe chete nokubwinya kusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndinotsungirira pazvinhu zvose nokuda kwavakasanangurwa, kuti naivo vawane kuponeswa kuri muna Kristu Jesu, pamwechete nokubwinya kusingaperi.