2 Timothy 2:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishoko raɀokwaɗi; nokuti kana tikafa pamŋe cete naye, ticararama ʋo pamŋe cete naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Herino shoko rechokwadi: Kana takafa pamwe chete naye, tichararamawo pamwe chete naye;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishoko rechokwadi; “Nokuti kana tikafa pamwechete naye tichararamawo pamwechete naye.
Shona 2009?
Ishoko rechokwadi; nokuti kana tikafa pamwe chete naye, tichararama vo pamwe chete naye.
Shona SUB 2002 Bible
Ishoko rechokwadi; “Nokuti kana tikafa pamwechete naye tichararamawo pamwechete naye.