2 Timothy 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shiŋgaira kuti uɀiratidze pamberi paMŋari uri munhu wakatendeka, muɓati usiŋgafaniri hake kunyadziswa, unonatsa kururamisa shoko raɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari, somunhu anogamuchirwa, mushandi asingafaniri kunyadziswa uye anonyatsoruramisa shoko rechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Edza napose paunogona kuva munhu anogamuchirika pana Mwari, mushandi asina chaanganyare nacho anoziva kushanda namagwaro matsvene echokwadi zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari uri munhu akatendeka, mubati asingafaniri hake kunyadziswa, anonatsa kururamisa shoko rechokwadi.
Shona 2009?
Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari uri munhu wakatendeka, mubati usingafaniri hake kunyadziswa, unonatsa kururamisa shoko rechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari uri munhu akatendeka, mubati asingafaniri hake kunyadziswa, anonatsa kururamisa shoko rechokwadi.