2 Timothy 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo ʋakarashika paɀokwaɗi, ʋaciti, kumuka kwaʋakafa kwatopfuʋura, ʋacikaŋganisa kutenda kwaʋamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakatsauka kubva pazvokwadi. Vanoti kumuka kwavakafa kwakatopfuura, uye vanoparadza kutenda kwavamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe.
Shona 2009?
ivo vakarashika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuvura, vachikanganisa kutenda kwavamwe.
Shona SUB 2002 Bible
ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe.