2 Timothy 2:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋapeŋgenuke ɀe, ʋabve pamusuŋgo waDiaborosi, waʋakaŋga ʋakaɓatwa naye kuti ʋaite kuɗa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuti vachapengenuka vagopunyuka kubva mumusungo wadhiabhori, akavaita nhapwa kuti vaite kuda kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vapengenukezve, vabve pamusungo waDhiabhori, wavakanga vakabatwa naye kuti vaite kuda kwake.
Shona 2009?
vapengenukezve, vabve pamusungo waDhiabhorosi, wavakanga vakabatwa naye kuti vaite kuda kwake.
Shona SUB 2002 Bible
vapengenukezve, vabve pamusungo waDhiabhori, wavakanga vakabatwa naye kuti vaite kuda kwake.