2 Timothy 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fuŋga ɀandinoreʋa, nokuti Ishe ucakupa kunzwisisa paɀinhu ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Funga pamusoro pezvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pane izvi zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Funga zvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pazvinhu zvose.
Shona 2009?
Funga zvandinoreva, nokuti Ishe uchakupa kunzwisisa pazvinhu zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Funga zvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pazvinhu zvose.