2 Timothy 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uziʋe cinhu ici, kuti namazuʋa okupedzisira ŋguʋa dzokutambudzika dzicaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi uzive chinhu ichi: Kuchava nenguva dzokutambudzika pamazuva okupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzwisisa izvi zvokuti kumazuva okupedzisira kuchauya nguva yenhamo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika.
Shona 2009?
Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika.