2 Timothy 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋakaipa naʋanyeŋgeri ʋacanyanyisa pakuipa, ʋacitsausa ʋamŋe nokutsauswa iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vanhu vakaipa navanonyengera vachanyanyisa kuipa, vachinyengera nokunyengerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vakaipa navanyengeri vachanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo.
Shona 2009?
Asi vanhu vakaipa navanyengeri va chanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vakaipa navanyengeri vachanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo.