2 Timothy 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe, rambira paneɀawakadzidza neɀawakatendiswa, uziʋe kuti waka ɀi dzidza kunani,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani,
Shona 2009?
Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza zvikasimbiswa kwauri, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani,
Shona SUB 2002 Bible
Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani,