2 Timothy 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMŋari, runoɓatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuraŋga kuri mukururama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari uye runobatsira pakudzidzisa, kurayira, kutsiura nokurairidza mukururama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokurayira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama,
Shona 2009?
Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama,
Shona SUB 2002 Bible
Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokurayira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama,