2 Timothy 3:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti munhu waMŋari akwane, agadzirirwa kwaɀo maɓasa ose akanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo agadzirirwa mabasa ose akanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka.
Shona 2009?
kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka.
Shona SUB 2002 Bible
kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka.