2 Timothy 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haʋacapfuʋuriri mberi, nokuti ʋupenzi bgaʋo bgucaʋonekwa naʋose, seɀakazoita bgaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havangasviki kure, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi havachapfuuriri mberi, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navose, sezvakazoita hwavo.
Shona 2009?
Asi havachapfuvuriri mberi, nokuti vupenzi bwavo bwuchavonekwa navose, sezvakazoita bwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi havachapfuuriri mberi, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navose, sezvakazoita hwavo.