2 Timothy 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
paridza shoko; ramba uciɗaro neŋguʋa yakafanira, kunyaŋge isakafanira; raira, tuka, raŋga nomŋoyo murefu ɀikuru nokudzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paridza shoko; ugare wakagadzirira panguva yakafanira kunyange isakafanira; rayira, tsiura, uye ukurudzire nomwoyo murefu zvikuru uye nokudzidzisa zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paridza shoko. Ramba uchingoriparidza panguva yarinofanira kuparidzwa kana panguva isiri yokuriparidza. Vataurire vazvinzwe; tsiura; uye vakurudzire. Usanete kuva nomwoyo murefu uye usanete kudzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
paridza shoko; ramba uchidaro nenguva yakafanira, kunyange isakafanira; rayira, tuka, ranga nomwoyo murefu zvikuru nokudzidzisa.
Shona 2009?
paridza shoko; ramba uchidaro nenguva yakafanira, kunyange isakafanira; raira, tuka, ranga nomoyo murefu zvikuru nokudzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
paridza shoko; ramba uchidaro nenguva yakafanira, kunyangwe isakafanira; rayira, tuka, ranga nomwoyo murefu zvikuru nokudzidzisa.