3 John 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakafara ɀikuru hama dziciȿika dzicipupurira ɀokwaɗi yako, dziciti, unofamba muɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakafara kwazvo dzimwe hama padzakauya dzikandiudza nezvokutendeka kwako pachokwadi uye kuti unoramba uchifamba sei muchokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakafara zvikuru vamwe vedu pavakasvika vachipupurawo nezvechokwadi chiri mauri sokutevedzawo kwaunoita idi zviri pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakafara zvikuru hama dzichisvika dzichikupupurira chokwadi yako, dzichiti, unofamba muchokwadi.
Shona 2009?
Nokuti ndakafara zvikuru hama dzichisvika dzichipupurira chokwadi chako, dzichiti, unofamba muchokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakafara zvikuru hama dzichisvika dzichikupupurira chokwadi chako, dzichiti, unofamba muchokwadi.