3 John 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɗikanwa, unoɓate‐ɓasa rakatendeka paɀinhu ɀose ɀaunoitira hama naʋaeni ʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudikani shamwari, wakatendeka pane zvaunoita kuhama, kunyange vasiri vanhu vaunoziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudikanwi, chinhu chakatendeka chaunoita chokubatsira kwaunoita vamwe vedu, zvikuru kuvaenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudikanwi, unobata basa rakatendeka pazvinhu zvose zvaunoitira hama navaeniwo;
Shona 2009?
Mudikamwa, unobate-basa rakatendeka pazvinhu zvose zvaunoitira hama navaeni vo;
Shona SUB 2002 Bible
Mudikanwi, unobata basa rakatendeka pazvinhu zvose zvaunoitira hama navaeniwo;