Acts 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo ʋakati: Imi ʋarume ʋeGarirea, makamirireiko makatarira kuɗeŋga? Uyu Jesu, wakabʋa kwamuri, akakwidzwa kuɗeŋga, ucaʋuya saiɀoɀo, seɀamamuʋona acienda kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kwavari, “Varume veGarirea, makamirireiko pano makatarisa kudenga? Iyeyu Jesu abviswa kwamuri achienda kudenga, achadzokazve sezvamamuona achienda kudenga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “Ko imi vanhu veGarirea makamirirei makatarira kudenga? Jesu iyeyu atorwa pamuri achienda kudenga achauya nenzira imwecheteyo sokumuona kwamaita achienda kudenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo vakati, “Imi varume veGariria, makamirireiko makatarira kudenga? Uyu Jesu, akabva kwamuri, akakwidzwa kudenga, achauya saizvozvo, sezvamamuona achienda kudenga.”
Shona 2009?
ivovo vakati: Imwi varume veGariri, makamirireiko makatarira kudenga? iyeyu Jesu, unobviswa kwamuri, \add achikwidzwa\add* kudenga, uchavuya saizvozvo nenzira yamunomuona achienda nayo kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
ivo vakati, “Imi varume veGareriya, makamirireiko makatarira kudenga? Uyu Jesu, akabva kwamuri, akakwidzwa kudenga, achauya saizvozvo, sezvamamuona achienda kudenga.”