Acts 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋapinda, ʋakakwira muimba yaiʋa pamsoro, paʋakaŋga ʋagere, ʋaiti: Petro, naJohane, naJakobo, naAndrea, naFiripo, naTomasi, naBartoromeo, naMateo, naJakobo, mŋanakomana waArfeo, naSimoni Zeroti, naJudasi, mŋanakomana waJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika, vakakwira kuimba yapamusoro kukamuri ravaigara. Vakanga varipo vaiti, Petro, Johani, Jakobho naAndirea; Firipi naTomasi, Bhatoromeo naMateo; Jakobho mwanakomana waArifiasi naSimoni muZeroti, uye naJudhasi mwanakomana waJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakapinda vakaenda kuimba yapamusoro mavaigara. Paiti Pita naJohani kouya Jemusi naAndireya kwoti Firipi naTomasi kwozoti Bhatoromeo naMateu kwozotiwo Jemusi mwana waArifeosi uyewo Simoni Muziroti naJudhasi mwana waJemusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vapinda, vakakwira muimba yaiva pamusoro, pavakanga vagere, vaiti: Petirosi, naJohani, naJokobho, naAndireya, naFiripi, naTomasi, naBhatoromeo, naMateu, naJakobho, mwanakomana waArifeo, naSimoni Zeroti, naJudhasi, mwanakomana waJakobho.
Shona 2009?
Vakati vapinda, vakakwira muimba yepamusoro, apo pavaigara, Peturo naJohwani naJakobho naAndiriya, Firipi naTomasi, Bhatironomiyo naMatewu, Jakobho waAerfeo naSimoni Zeroti, naJudhasi waJakobho.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vapinda, vakakwira muimba yaiva pamusoro, pavakanga vagere, vaiti: Petirosi, naJohani, naJokobho, naAndireya, naFiripi, naTomasi, naBhatoromiyo, naMateu, naJakobho, mwanakomana waArifeusi, naSimoni Zeroti, naJudhasi, mwanakomana waJakobho.