Acts 1:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga aʋereŋgwa pamŋe cete nesu, akapiwa mugoʋe wake paɓasa iri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akanga ari mumwe wedu uye akanga ano mugove muushumiri uhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanga ari mumwe wedu akapiwa mugove wake mubasa iri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga averengwa pamwechete nesu, akapiwa mugove wake pabasa iri.”
Shona 2009?
Nokuti wakanga achiverengwa pamwe chete nesu, akagamuchira mugove wake pabasa iri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga averengwa pamwechete nesu, akapiwa mugove wake pabasa iri.”