Acts 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikanzwika naʋose ʋaigara Jerusarema; naiɀoɀo munda uyu ukatumidzwa Akerdama norurimi rwaʋo, ndokuti: Munda weropa.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose akanzwa nezvazvo muJerusarema, saka vakatumidza munda uya nomutauro wavo kuti Akeridhama, ndiko kuti, Munda weRopa.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvikazivikanwa navagari vose vomuJerusaremu. Munda iwoyo wakazodaidzwa kuti Hakeridhama mumutauro wavo zvichireva kuti munda weropa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikanzwika navose vaigara Jerusaremu; naizvozvo munda uyu ukatumidzwa Akeridhama norurimi rwavo, ndokuti, “Munda weropa.”
Shona 2009?
Zvikanzwika navose vaigara Jerusarema; kusvikira nharaunda iyo yatumidzwa norurimi rwavo \add kuti\add* Akeridhama, ndokuti: Nharaunda yeropa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvikanzwika navose vaigara Jerusaremu; naizvozvo munda uyu ukatumidzwa Akeridhama norurimi rwavo, ndokuti, “Munda weropa.”