Acts 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mubuku yaMapisarema makanyorwa, ɀicinzi: Musha wake ŋgauitwe ɗoŋgo, Kurege kuʋa nomunhu unogara’mo; ʋuye: Mumŋe ŋgaapinde paʋutariri bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akati, “Nokuti kwakanyorwa mubhuku raMapisarema kuti, “ ‘Musha wake ngauve dongo; ngakurege kuva nomunhu anogaramo,’ uye kuti, “ ‘Mumwe ngaatore nzvimbo yake youtungamiriri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvakanyorwa mubhuku reNziyo kuti, “Musha wake ngauve dongo usawane anogaramo. Basa rake routariri ngaritorwe nomumwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti mubhuku raMapisarema makanyorwa, zvichinzi, ‘Musha wake ngauitwe dongo, Kurege kuva nomunhu anogaramo;’ ‘Uye mumwe ngaapinde pautariri hwake.’
Shona 2009?
Nokuti zvakanyorwa mubhuku raMapisarema, \add zvichinzi\add*: Musha wake ngauitwe dongo, kurege kuva nomunhu unogaramo; vuye: Mumwe ngaatore vutariri bwake.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti mubhuku raMapisarema makanyorwa, zvichinzi, ‘Musha wake ngauitwe dongo, Kurege kuva nomunhu anogaramo;’ ‘Uye mumwe ngaapinde pautariri hwake.’