Acts 1:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakati paʋarume ʋaiʋuŋgana nesu ŋguʋa yose, Ishe Jesu yaakapinda nokuɓuɗa nayo pakati peɗu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvakafanira kuti kusarudzwe mumwe murume akanga anesu nguva yose Ishe Jesu yaaipinda nokubuda pakati pedu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo mumwe wavarume vaiva nesu nguva yose, Tenzi Jesu paakanga achiri nesu kutangira paruombeko rwaJohani kusvika pazuva raakatorwa akakwidzwa kudenga,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino pakati pavarume vaiungana nesu nguva yose, Ishe Jesu yaakapinda nokubuda nayo pakati pedu,
Shona 2009?
Naizvozvo zvakafanira pavarume vaifamba nesu nguva yose, apo Ishe Jesu aipinda nokubuda pakati pedu,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino pakati pavarume vaiungana nesu nguva yose, Ishe Jesu yaakapinda nokubuda nayo pakati pedu,