Acts 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kutaŋga pakubapatidza kwaJohane, kuȿikira pazuʋa raakabʋa kwatiri, acikwidzwa, mumŋe waʋo unofanira kuʋa capupu cokumuka kwake pamŋe cete nesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kutanga parubhabhatidzo rwaJohani kusvikira panguva yakabviswa Jesu kwatiri. Nokuti mumwe waava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake, pamwe chete nesu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kutanga pakubhabhatidza kwaJohani, kusvikira pazuva raakabva kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo anofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwechete nesu.”
Shona 2009?
kutanga parubhabhatidzo rwaJohwani, kusvikira pazuva raakabviswa kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo unofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwe chete nesu.
Shona SUB 2002 Bible
kutanga pakubhabhatidza kwaJohani, kusvikira pazuva raakabva kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo anofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwechete nesu.”