Acts 1:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti apiwe nɀimbo paɓasa iri noʋuapostora ubgu, bgaakarashikirwa nabgo iye Judasi, kuti iye aende kunɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti atore basa iri roupostori, rakasiyiwa naJudhasi achienda kunzvimbo yake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti atore nzvimbo yapabasa iri noupositori uhu hwakasiiwa naJudhasi achienda kunzvimbo yake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti apiwe nzvimbo pabasa iri noupostori uhwu, hwaakarasikirwa nahwo iye Judhasi, kuti iye aende kunzvimbo yake.”
Shona 2009?
kuti apiwe chikamu pabasa novuapositora uhwu, Judhasi hwaakatorerwa nokudarika, kuti iye aende panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
kuti apiwe nzvimbo pabasa iri noupostori uhwu, hwaakarasikirwa nahwo iye Judhasi, kuti iye aende kunzvimbo yake.”