Acts 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Haɀina‐kufanira kuti muziʋe ŋguʋa kana misi yakatarwa naƂaɓa ʋamene nesimba raʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Hazvizi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo.
Shona 2009?
Akati kwavari: Hazvisi zvenyu kuziva nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo;
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vomene nesimba ravo.