Acts 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati areʋa iɀoɀi, akakwidzwa, ʋacitaririra; gore rikamubvisa, ʋakasazomuʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona.
Shona 2009?
Zvino wakati areva izvozvi, akakwidzwa, vakatarira negore rikamubvisa pazviso zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona.