Acts 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume paKesaria, wainzi Kornerio, mukuru wezana wehondo yainzi yeItaria,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
PaKesaria pakanga pano mumwe murume ainzi Koniriasi, mukuru wezana weHondo yavaItaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuSezaria kwaiva nomumwe murume ainzi Koneriasi mutungamiriri wezana ramasoja wechikwata chainzi chikwata chamaTariyana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuno mumwe murume paKesaria, ainzi Konerio, mukuru wezana wehondo yainzi Itaria,
Shona 2009?
Zvino kwakanga kunomumwe murume paKesaria, wainzi Kornerio, mukuru wezana wehondo yainzi yeItaria,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuno mumwe murume paSizaria, ainzi Koniriasi, mukuru wezana wehondo yainzi Itari,