Acts 10:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maiʋa nemhuka dzose dzinamakumbo manna neɀinokambaira ɀenyika, neshiri dzeɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chakanga chine mhando dzose dzemhuka dzina makumbo mana, pamwe chete nezvinokambaira zvenyika, neshiri dzedenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mariri makanga mune mhuka dzakasiyana — siyana nezvipuka zvinoita zvokuzvova napasi neshiri dzedenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maiva nemhuka dzose dzina makumbo mana nezvinokambaira zvenyika, neshiri dzedenga.
Shona 2009?
Maiva nemhuka dzose dzinamakumbo mana nezvinokambaira zvenyika, neshiri dzedenga.
Shona SUB 2002 Bible
Maiva nemhuka dzose dzina makumbo mana nezvinokambaira zvenyika, neshiri dzedenga.