Acts 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi rikaʋuya kwaari, riciti: Simuka Petro, ɓaya, udye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo inzwi rakati kwaari, “Simuka, Petro. Baya udye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakauya izwi kwaari richiti, “Pita simuka uuraye udye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izwi rikauya kwaari, richiti, “Simuka Petirosi, baya, udye.”
Shona 2009?
Inzwi rikavuya kwaari, richiti: Simuka Peturo, baya, udye.
Shona SUB 2002 Bible
Izwi rikauya kwaari, richiti, “Simuka Petirosi, baya, udye.”