Acts 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Petro akati: Kwete, Ishe, nokuti handina‐kutoŋgodya cinhu cisakanaka, cinetȿina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akapindura akati, “Zvirokwazvo kwete, Ishe! Handina kutongodya chinhu chisina kunaka kana chine tsvina.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Pita akati, “Kwete Tenzi nokuti handisati ndambodya zvinhu zvose zvose kana zvakan'ora.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Petiro akati, “Kwete, Ishe, nokuti handina kutongodya chinhu chisakanaka, chine tsvina.”
Shona 2009?
Asi Peturo akati: Kwete, Ishe, nokuti handina kutongodya chinhu chisakanaka, chinetsvina.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Petiro akati, “Kwete, Ishe, nokuti handina kutongodya chinhu chisakanaka, chine tsvina.”