Acts 10:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munhu, wainamata nowaitya Mŋari, iye naʋeimba yake yose, waipa ʋanhu ɀipo ɀizhinji, nokunyeŋgetera kunaMŋari misi yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye nemhuri yake vakanga vakazvipira uye vaitya Mwari; aipa kwazvo kuna vanoshayiwa uye ainyengetera kuna Mwari nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose.
Shona 2009?
Munhu, wainamata nowaitya Mwari, iye neveimba yake yose, waipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kunaMwari misi yose.
Shona SUB 2002 Bible
munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose.