Acts 10:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Petro akaɓurukira kuʋarume aʋo, akati kwaʋari: Tarirai, ndini wamunotȿaka; shoko ramaʋuyira ndereiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akaburuka akandoti kuvarume ava, “Ndini wamuri kutsvaka. Mavingeiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akadzikawo kwaiva navarume vaya akati, “Ndini wamuri kutsvaka. Mavingei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Petirosi akaburukira kuvarume avo, akati kwavari, “Tarirai, ndini wamunotsvaka; shoko ramauyira ndereiko?”
Shona 2009?
Ipapo Peturo akaburukira kuvarume avo, akati kwavari: Tarirai, ndini wamunotsvaka; shoko ramavuyira ndereiko?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Petirosi akaburukira kuvarume avo, akati kwavari, “Tarirai, ndini wamunotsvaka; shoko ramauyira ndereiko?”