Acts 10:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Petro wakati acipinda, Kornerio akamuciŋgamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamunamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akati apinda mumba, Koniriasi akamuchingamidza uye akawira patsoka dzake achimuremekedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita paakapinda, Koneriasi akamuchingura akagwadama patsoka dzake akamupfugamira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Petirosi akati achipinda, Konerio akamuchingamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamupfugamira.
Shona 2009?
Zvino Peturo wakati achipinda, Kornerio akamuchingamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamunamata.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Petirosi akati achipinda, Koniriasi akamuchingamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamupfugamira.