Acts 10:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Petro wakamusimudza, akati: Simuka, neni ndiri munhu ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Petro akaita kuti asimuke akati, “Simuka, ndinongova munhuwo zvangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akamusimudza achiti, “Simukai ini ndiri munhuwo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Petirosi akamusimudza, akati, “Simuka, neni ndiri munhuwo.”
Shona 2009?
Asi Peturo wakamusimudza, akati: Simuka, neni ndiri munhuvo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Petirosi akamusimudza, akati, “Simuka, neni ndiri munhuwo.”