Acts 10:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acataura naye, akapinda, akawana ʋazhinji ʋakaʋuŋgana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro achitaura naye, akapinda mumba akawana vanhu vazhinji vakaungana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paaitaura naye akapinda akawana vanhu vazhinji vakaungana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achataura naye, akapinda, akawana vazhinji vakaungana,
Shona 2009?
Zvino wakati achataura naye, akapinda, akawana vazhinji vakavungana,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achataura naye, akapinda, akawana vazhinji vakaungana,