Acts 10:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ndaʋuya, ndisiŋgarambi, ɀandaɗanwa; ɀino ndinobvunza kuti mandiɗanireiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokudaro pandakadanwa, ndakabva ndauya ndisingarambi. Regai ndichibvunza hangu kwamuri kuti mandidanirei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo pakauya vanhu kuzondikoka, ndakauya pasina zvokuramba. Nezvo ndinokubvunzai kuti mandidaidzirei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo ndauya, ndisingaramba, zvandadanwa; zvino ndinobvunza kuti mandidanireiko.”
Shona 2009?
naizvozvo ndavuya, ndisingarambi, zvandadamwa; zvino ndinobvunza kuti mandidanireiko.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo ndauya, ndisingaramba, zvandadanwa; zvino ndinobvunza kuti mandidanireiko.”