Acts 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa ineŋge yepfumbamŋe yezuʋa akaʋona kwaɀo, neɀaakaratidzwa, mutumŋa waMŋari acipinda kwaari, aciti kwaari: Kornerio!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe musi panguva inenge yechitatu masikati akaona chiratidzo. Akanyatsoona mutumwa waMwari, uyo akauya kwaari akati, “Koniriasi!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva inenge yepfumbamwe yezuva akaona kwazvo, nezvaakaratidzwa, mutumwa waMwari achipinda kwaari, achiti kwaari, “Konerio!”
Shona 2009?
Zvino nenguva inenge yepfumbamwe yezuva akavona kwazvo, nezvaakaratidzwa, mutumwa waMwari achipinda kwaari, achiti kwaari: Kornerio!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva inenge yepfumbamwe yezuva akaona kwazvo, nezvaakaratidzwa, mutumwa waMwari achipinda kwaari, achiti kwaari, “Koniriasi!”