Acts 10:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Kornerio, kunyeŋgetera kwako kwanzwika, neɀipo ɀako ɀaraŋgarirwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati, ‘Koniriasi, Mwari anzwa minyengetero yako uye arangarira zvipo zvako kuvarombo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, ‘Koneriasi munamato wako wanzwika uye zvipo zvako kuvarombo zvakayeukwa pamberi paMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, ‘Konerio, kunyengetera kwako kwanzwikwa, nezvipo zvako zvarangarirwa naMwari.
Shona 2009?
akati: Kornerio, kunyengetera kwako kwanzwika, nezvipo zvako zvarangarirwa naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
akati, ‘Koniriasi, kunyengetera kwako kwanzwikwa, nezvipo zvako zvarangarirwa naMwari.