Acts 10:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo citumira ʋanhu Jopa, uɗane Simoni, unonzi Petro; unogara mumba maSimoni musuki wamatebge, paguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tumira vanhu kuJopa kuna Simoni anonzi Petro. Mueni mumba maSimoni musuki wamatehwe, anogara pedyo negungwa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tumira nhume kuJopa ubvunze nezvaSimoni anonzi Pita agere paSimoni musuki wamatehwe ane imba iri munyasi megungwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo chitumira vanhu Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi; anogara mumba maSimoni musuki wamatehwe, pagungwa.’
Shona 2009?
Naizvozvo chitumira vanhu Jopa, udane Simoni, unonzi Peturo; unogara mumba maSimoni musuki wamatebwe, pagungwa iye kana auya uchataura newe.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo chitumira vanhu Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi; anogara mumba maSimoni musuki wamatehwe, pagungwa.’